Pamusika - Ice Prince, Gemini Major, Mr Kamera

Pamusika - Ice Prince, Gemini Major, Mr Kamera

Год
2017
Язык
`スワヒリ語`
Длительность
252020

以下は曲の歌詞です Pamusika 、アーティスト - Ice Prince, Gemini Major, Mr Kamera 翻訳付き

歌詞 " Pamusika "

原文と翻訳

Pamusika

Ice Prince, Gemini Major, Mr Kamera

Vai, vai, vai, vai, vai, vai, vai

My, my, my

Ndinonzi Mr Kamera

Ndakamuona pamusika

Chibabie chakasvika

Hello, ndikasvika

Mmm, nice to meet you

Ndakamuona pamusika, mmm

Chibabie chakasvika

Hello, ndikasvika

Mmm

Chibabie chakasvika

(Nice to meet you)

Ndokumbirawo zita

Chikati, inini ndinonzi Belinda, mmm

Ndinofarira machinda

Ane homwe dzakasimba

Plus ndinotamba saEriza

Ndikati, ndikati, ndinonzi Kamera

Ndinoruka mari ndega

Ndinorova bhazi ndega

Kana ngoma ndinorova kusvika dzapera

Ndakamuona pamusika

Chibabie chakasvika

Hello, ndikasvika

Mmm, nice to meet you

Ndakamuona pamusika, mmm

Chibabie chakasvika

Hello, ndikasvika

Mmm

Ataura, ndadaira

Ndawana anotondida kundidaira

Ndikatokudaira

Ndakamuona akabata madomasi maviri

Achifamba naTimmy

Ndikati musikana akanaka uyu maiwe ini

Maiwe imi

Ndabva ndanzwa mwoyo wangu kutamba tamba

Uchidai uchidai, uchitamba samba

Ndabva ndanzwa mwoyo wangu kutamba tamba

Uchidai uchidai, uchifamba famba

Ayeeeee

Ndakamuona pamusika

Chibabie chakasvika (chibabie chakasvika)

Hello, ndikasvika (hey)

Mmm, nice to meet you (nice to meet you babie)

Ndakamuona pamusika (hey)

Chibabie chakasvika (chibabie chakasvika iwewe iwewe)

Hello, ndikasvika

Mmm, I wanna, wanna

(Kiribaaaa)

Inini ndinonzi Belinda

Ndinofarira machinda

Ane homwe dzakasimba

Plus ndinotamba saEriza

Ndinonzi Kamera

Ndinoruka mari ndega

Ndinorova bhazi ndega

Kana ngoma ndinorova kusvika dzapera

Ndakamuona pamusika (pamusika iwe)

Chibabie chakasvika (chibabie chakasvika)

Hello, ndikasvika (hey)

Mmm, Nice to meet you (heh)

Ndakamuona pamusika (pamusika iwe)

Chibabie chakasvika (kiriba)

Hello, ndikasvika

Mmm, I wanna, wanna

(Maiwe iwewe)

Ndakamuona pamusika

Chibabie chakasvika

Hello, ndikasvika

Mmm, myea nice to meet you

Ndakamuona pamusika, mmm

Chibabie chakasvika

Hello

Ndikasvika

Mmm

Ndakamuona pamusika

Chibabie chakasvika

Hello, ndikasvika

Mmm, myea nice to meet you

Ndakamuona pamusika, mmm

Chibabie chakasvika

Hello

Ndikasvika

Mmm

Kiriba

Kiri, ah kiriba

Ah kiri, ah kiriba

Ah kiri, ah kiriba

200万曲以上の歌詞

様々な言語の楽曲

翻訳

あらゆる言語への高品質な翻訳

クイック検索

必要なテキストを数秒で見つけます