Vanondibatirana - Fungisai, Killer T

Vanondibatirana - Fungisai, Killer T

Год
2017
Язык
`スワヒリ語`
Длительность
298010

以下は曲の歌詞です Vanondibatirana 、アーティスト - Fungisai, Killer T 翻訳付き

歌詞 " Vanondibatirana "

原文と翻訳

Vanondibatirana

Fungisai, Killer T

Hot property

Oskid

Fungisai

Nyatsocheka masettings, marunnings

Kuchechi vanondibatirana

KuChechi vanondibatirana ah-a

Izvi zvine chirevo

Daidzai vakuru vauye

Zvine chirevo

Daidzai vakuru vauye

Toda vakuru vanofamba naJesu

Vauye pano

Vakuru vanofamba naJesu

Vauye pano

Amai vangu vari kuchema

Musoro wangu watenderera

Musoro wangu watenderera

Amai vangu vari kuchema

Hanzi 'mwana wandinyadzisa'

Kurara panze wenge mutemo?

Uyo kupfeka bhandi kwave kufamba here?

Handiboziva zvinondibata sei

Handimboziva zvinondiita sei

Zvinoti kana zvandibata

Zvinozo ndiwisira pasi

Izvi zvine chirevo

Daidzai vakuru vauye

Zvine chirevo

Daidzai vakuru vauye

Toda vakuru vanofamba naJesu

Vauye pano

Vakuru vanofamba naJesu

Vauye pano

Izvezvi gore zvarapera

Muchandiona ndichidyiwa

Kuzunzwa homwe nemhandara

Kukanganwa nhamo inopisa

Aiwa! Baba musandisiye

Mufaro chete wandinoda

Ndidzivirirei, Changamire

Kurasika, baba, ndekwevanhu

Handimboziva zvinondiita sei

Handimboziva zvinondibata sei

Zvinoti kana zvandibata… Ah!

Zvandibata

Izvi zvine chirevo

Daidzai vakuru vauye

Zvine chirevo

Daidzai vakuru vauye

Toda vakuru vanofamba naJesu

Vauye pano

Vakuru vanofamba naJesu

Vauye pano

Toda munhu waMwari, Rwendo rwarwadza

Toda kufamba naye, Atiratidze ruoko rwababa

Tichiti kufamba naye, Zvoda vakatendeka

Dhimoni riya rabuda, zvinhu zvese zvakuendeka

Ndinoda kufamba naye (O-oh)

Kugara naye (O-oh)

Daidzai vakuru vauye

Daidzai vakuru vauye

Vanofamba naJesu

Vauye pano

Vakuru vanofamba naJesu

Vauye pano

VaMagaya vauye

VaMakandiwa vauye

Baba Guti vauye

VaNhiwatiwa vauye

Toda vakuru vanofamba naJesu

Vauye pano

Vakuru vanofamba naJesu

Vauye pano

Ah! … i

Vakuru vanofamba naJesu

Vauye pano

Zvinoti kazvandibata (Kana zvandibata)

Zvinozondiwisira pasi

Kuchechi vanondibatirana

KuChechi vanondibatirana ah-a

Izvi zvine chirevo, daidzai vakuru vauye

Zvine chirevo, daidzai vakuru vauye

Toda vakuru vanofamba naJesu

Vauye pano

Vakuru vanofamba naJesu

Vauye pano

200万曲以上の歌詞

様々な言語の楽曲

翻訳

あらゆる言語への高品質な翻訳

クイック検索

必要なテキストを数秒で見つけます